Luke 1:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakaʋona ʋurombo bgomushandiri wake; Nokuti, tarira, kubva ɀino marudzi ose acati, ndakaropafadzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti akanga ane hanya nokuninipiswa kwomurandakadzi wake. Kubva zvino marudzi ose achanditi ndakaropafadzwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti akarangarira iniwo zvangu murandanhando wake. Chionai kuti kubvira zvino, zvizvarwa zvose zvavanhu zvichanditi; ‘Wakakomborerwa,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaakaona urombo hwomushandiri wake; Nokuti, tarira, kubva zvino marudzi ose achanditi, ndakaropafadzwa;
Shona 2009?
Zvaakavona kuzvidzwa komurandakadzi wake; Nokuti, tarira, kubva zvino mazera ose achati ndakaropafadzwa;
Shona SUB 2002 Bible
Zvaakaona urombo hwomushandiri wake; Nokuti, tarira, kubva zvino marudzi ose achanditi, ndakaropafadzwa;