Luke 1:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti uyo unamasimba wakandiitira ɀinhu ɀikuru; Zita rake idɀene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Iye Wamasimba andiitira zvinhu zvikuru, zita rake idzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti iye Samasimba akandiitira zvinhu zvikuru, zita rake rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uyo anamasimba akandiitira zvinhu zvikuru; Zita rake idzvene.
Shona 2009?
Nokuti uyo unamasimba wakandiitira zvinhu zvikuru; nezita rake \add i\add*dzvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uyo anamasimba akandiitira zvinhu zvikuru; Zita rake idzvene.