Luke 1:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maria akagara naye mŋedzi ineŋge semitatu, akadzokera kumusha kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maria akagara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu uye ipapo akazodzokera zvake kumusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maria akagara naye mwedzi inenge mitatu, akadzokera kumusha kwake.
Shona 2009?
Maria akagara naye mwedzi inenge mitatu, akadzokera kumusha kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Maria akagara naye mwedzi inenge mitatu, akadzokera kumusha kwake.