Luke 1:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa yaErisabete yokuɀara kwake yakaȿika; akaɓereka mŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva yakati yasvika yokuti Erizabheti ave nomwana wake, akazvara mwana mukomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana.
Shona 2009?
Zvino nguva yaErizabheti yokusununguka kwake yakakwana; akabereka mwanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana.