Luke 1:58 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋakirana naʋo nehama dzake ʋakati ʋanzwa kuti Ishe wakaŋga amuitira ŋgoni huru, ʋakafara naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye.
Shona 2009?
Zvino vakavakidzana navo nehama dzake vakati vanzwa kuti Ishe wakanga amuitira ngoni huru, vakafara naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye.