Luke 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋakarurama ʋose, ʋari ʋaʋiri, pamberi paMŋari, ʋacifamba nemirairo neɀakarurama ɀose ɀaShe, ʋasina‐caʋaŋgapomerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakanga vakarurama pamberi paMwari, vachichengeta mirayiro yaShe yose nezvaakatema, vasina zvavangapomerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vakarurama pamberi paMwari vose vari vaviri, vasina chinoshoreka pakutevedza zviri pamitemo nepamirao yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vakarurama vose, vari vaviri, pamberi paMwari, vachifamba nemirairo nezvakarurama zvose zvaIshe, vasina chavangapomerwa.
Shona 2009?
Zvino vose vakanga vakarurama pamberi paMwari, vachifamba nemurairo nezvimiso zvose zvaShe; vasina chavangapomerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vakarurama vose, vari vaviri, pamberi paMwari, vachifamba nemirairo nezvakarurama zvose zvaIshe, vasina chavangapomerwa.