Luke 1:61 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Hakunomunhu kuhama dzenyu wakatumidzwa zita iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati kwaari, “Pakati pehama dzenyu hapana munhu ane zita iroro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.”
Shona 2009?
Vakati kwaari: Hakunomunhu kuhama dzenyu unodaidzwa nezita iro.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.”