Luke 1:62 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakabvunza ɓaɓa ʋake, ʋaciɗudzira namaʋoko, kuti anzi aniko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakataura namaoko kuna baba vake, kuti vazive zita raaida kupa mwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko?
Shona 2009?
Vakataura namavoko kunababa vake, kuti vanoda kuti anzi ani.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko?