Luke 1:64 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kamŋe‐kamŋe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasunuŋguka, akataura, akarumbidza Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo muromo wake wakazarurwa uye rurimi rwake rukasunungurwa, akatanga kutaura, achirumbidza Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kamwe-kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari.
Shona 2009?
Muromo wake ukashamiswa pakarepo, norurimi rwake \add rukasununguka\add*, akataura, achirumbidza Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Kamwe–kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari.