Luke 1:65 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya kukawira ʋose ʋakaŋga ʋagere naʋo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavakidzani vose vakazadzwa nokutya, nomunyika yose yezvikomo yeJudhea vanhu vakataura pamusoro pezvinhu izvi zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakave nokutya mukati mavavakidzani vavo, nyaya dzezvinhu izvi dzakafamba kwose kwose munyika yamakomo yeJudhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya kukawira vose vakanga vagere navo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudhea.
Shona 2009?
Kutya kukawira vose vaigara vakamukomba; namashoko iwayo ose akanzwikwa kunyika yose yamakomo eJudhiya.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya kukawira vose vakanga vagere navo; namashoko iwayo ose akanzwika kunyika yose yamakomo eJudhiya.