Luke 1:68 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe, Mŋari waʋaIsraeri, ŋgaakudzwe; Nokuti wakamutsa ʋanhu ʋake, nokuʋadzikinura,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ishe, Mwari waIsraeri ngaakudzwe, nokuti akauya akadzikinura vanhu vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari wavaIsiraeri, nokuti akashanyira vanhu vake, akavanunura;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ishe, Mwari wavaIsiraeri, ngaakudzwe; Nokuti aakamutsa vanhu vake, nokuvadzikinura,
Shona 2009?
Ngaarumbidzwe Ishe Mwari waIsraeri, nokuti wakashanyira vanhu vake, nokuvadzikunura,
Shona SUB 2002 Bible
“Ishe, Mwari waVaIsiraeri, ngaakudzwe; Nokuti aakamutsa vanhu vake, nokuvadzikinura,