Luke 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋasinomŋana, nokuti Erisabete wakaŋga asiŋgaɓereki, ʋuye ʋakaŋga ʋacembera ʋose ʋari ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakanga vasina vana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki; uye vose vari vaviri vakanga vachembera kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri.
Shona 2009?
Uye vakanga vasinomwana, nokuda kokuti Erizabheti wakanga ari mhanje, uye vose vakanga vakwegura pamakore.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri.