Luke 1:73 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kupika kwaakapika nako kunaɓaɓa ʋeɗu Abrahama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mhiko yaakapikira baba vedu Abhurahama:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nechitsidzo chaakaita kuna baba vedu Abhurahamu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kupika kwaakapika nako kuna baba vedu Abhurahamu,
Shona 2009?
Mhiko yaakapika nayo kunababa vedu Abhurahamu,
Shona SUB 2002 Bible
Kupika kwaakapika nako kuna baba vedu Abhurahamu,