Luke 1:74 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutipa simba isu, tasunuŋgurwa mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋeɗu, Kuti timushumire tisiŋgatyi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutinunura kubva muruoko rwavavengi vedu, uye kutigonesa kuti timushumire tisingatyi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chokuti kana tanunurwa mumaoko emhandu dzedu, timushandire tisingatyi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutipa simba isu, tasunungurwa mumaoko avavengi vedu, Kuti timushumire tisingatyi,
Shona 2009?
kuti atipe isu, kuti tasunungurwa mumavoko avavengi vedu, timushumire tisingatyi,
Shona SUB 2002 Bible
Kutipa simba isu, tasunungurwa mumaoko avavengi vedu, Kuti timushumire tisingatyi,