Luke 1:76 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe, Mŋana, ucanzi muprofita woWokumsoro‐soro, Nokuti iwe ucatuŋgamira pamberi paShe, kumugadzirira nzira dzake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uye iwe, mwana wangu, uchanzi muprofita woWokumusoro-soro; nokuti uchatungamira pamberi paShe kuti umugadzirire nzira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake;
Shona 2009?
Newe, Mwana, uchanzi muporofita Wokumusoro-soro, nokuti iwe uchatungamira pamberi pechiso chaShe, kumugadzirira nzira dzake;
Shona SUB 2002 Bible
Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake;