Luke 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, wakati aciɓate‐ɓasa roʋuprista pamberi paMŋari, padzoro regoʋero rake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe musi Zekaria akati ari pabasa reboka rake uye achibata somuprista pamberi paMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Zakariya zvaakanga achiri kuita basa roupristi pamberi paMwari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, akati achibata basa roupristi pamberi paMwari, padzoro regovero rake,
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti wakati achibata basa rovuprista pamberi paMwari, padzoro reboka rake,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, akati achibata basa roupristi pamberi paMwari, padzoro regovero rake,