Luke 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Ishe wakagadza ɀe ʋamŋe ʋanamakumi manomŋe, akaʋatuma ʋaʋiri ʋaʋiri pamberi pake mumaguta ose, ʋuye kwose kwaakaŋga aciɗa kuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo Ishe akagadza vamwe makumi manomwe akavatuma achiita vaviri vaviri pamberi pake kumaguta nokunzvimbo dzose kwaakanga achizoenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi Tenzi akasarudza vamwe makumi manomwe akavatuma pamberi pake achivaita vaviri vaviri kuguta riri rose nenzvimbo dzose dzaainge iye achazoshanyira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Ishe akagadzazve vamwe vana makumi manomwe, akavatuma vaviri vaviri pamberi pake mumaguta ose, uye kwose kwaakanga achida kuenda.
Shona 2009?
Shure kwezvinhu izvi, Ishe wakagadza vamwe vanamakumi manomwevo, akavatuma vaviri vaviri pamberi pechiso chake muguta rimwe nerimwe nenzvimbo \add imwe neimwe\add*, kwaakanga achida kuenda.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Ishe akagadzazve vamwe vana makumi manomwe, akavatuma vaviri vaviri pamberi pake mumaguta ose, uye kwose kwaakanga achida kuenda.