Luke 10:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokunzwai imi, unondinzwa ini; unokurambai imi, unondiramba ini; unondiramba ini, unoramba iye wakandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Anokunzwai imi, anondinzwa ini; uyo anokurambai imi, anondirambawo ini; asi uyo anondiramba, anoramba iye akandituma.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anokuteererai anoteererawo ini; anokurambai ari kutoramba ini. Uyo anoramba ini anorambawo uyo akandituma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Anokunzwai imi, anondinzwa ini; anokurambai imi, anondiramba ini; anoramba ini, anoramba iye akandituma.”
Shona 2009?
Unokunzwai imwi unondinzwa ini; unokurambai imwi unondiramba ini; unoramba ini unoramba iye wakandituma.
Shona SUB 2002 Bible
“Anokunzwai imi, anondinzwa ini; anokurambai imi, anondiramba ini; anoramba ini, anoramba iye akandituma.”