Luke 10:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akatendeʋukira kuʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari, ʋari ʋoga: Meso, anoʋona ɀamunoʋona, akaropafadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatendeukira kuvadzidzi vake vari voga akati, “Akaropafadzwa meso anoona zvamuoona,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazotendeukira kuvadzidzi akavataurira zvepachavo achiti, “Akakomborerwa zvawo maziso anoona zvamuri kuona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akatendeukira kuvadzidzi vake, akati kwavari, vari voga, “Meso, anoona zvamunoona, akaropafadzwa.
Shona 2009?
Ipapo akatendevukira kuvadzidzi vake pachivande akati: Akaropafadzwa meso, anovona zvamunovona.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akatendeukira kuvadzidzi vake, akati kwavari, vari voga, “Meso, anoona zvamunoona, akaropafadzwa.