Luke 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti kwamuri: Ʋaprofita ʋazhinji namadzimambo ʋaiɗa kuʋona ɀamunoʋona, ʋakasaɀiʋona, nokunzwa ɀamunonzwa, ʋakasaɀinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ndinokuudzai kuti vaprofita vazhinji namadzimambo vaida kuona zvamunoona asi havana kuzviona, uye nokunzwa zvamunonzwa asi havana kuzvinzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokutaurirai kuti vaporofita namadzimambo mazhinji vaida kuona zvamuri kuona asi havana kuzviona uye kunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ndinoti kwamuri, vaporofita vazhinji namadzimambo vaida kuona zvamunoona, vakasazviona, nokunzwa zvamunonzwa, vakasazvinzwa.”
Shona 2009?
Nokuti ndinoti kwamuri: Vaporofita vazhinji namadzimambo vaishuva kuvona zvamunovona, vakasa\add zvi\add*vona, nokunzwa zvinhu izvo zvamunonzwa, vakasa\add zvi\add*nzwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ndinoti kwamuri, vaporofita vazhinji namadzimambo vaida kuona zvamunoona, vakasazviona, nokunzwa zvamunonzwa, vakasazvinzwa.”