Luke 10:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Pamurairo pakanyorweiko? Unoraʋa sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Pamurayiro pakanyorweiko? Unouverenga seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ko mumutemo makanyorwa kuti kudii? Chii chaunoonamo pakuverenga kwako?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Pamurayiro pakanyorweiko? Unorava sei?”
Shona 2009?
Zvino akati kwaari: Pamurairo pakanyorweiko? Unorava sei?
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Pamurairo pakanyorweiko? Unorava sei?”