Luke 10:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Wapindura ɀakanaka; ita iɀoɀo, ugorarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Wapindura zvakanaka. Ita izvozvo ugorarama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwaari, “Wapindura zvakanaka, chiita saizvozvo, uchararama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Wapindura zvakanaka; ita izvozvo, ugorarama.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Wapindura zvakanaka; ita izvozvo ugorarama.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Wapindura zvakanaka; ita izvozvo, ugorarama.”