Luke 10:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe muprista wakaŋga aciŋgoɓuruka hake nenzira iyo; akati acimuʋona, akanyenyeredza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakaitika kuti mumwe muprista akafambawo nenzira iyoyo, uye akati achiona munhu uyo, akamunyenyeredza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaitika kuti mupristi aidzika nomugwagwa iwoyo. Paakamuona akamunyenyeredza nokoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe mupristi akanga achingoburuka hake nenzira iyo; akati achimuona, akamunyenyeredza.
Shona 2009?
Zvakangoitikavo kuti mumwe muprista wakanga achiburuka hake nenzira iyo; akati achimuvona, akanyenyeredza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe mupristi akanga achingoburuka hake nenzira iyo; akati achimuona, akamunyenyeredza.