Luke 10:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe muSamaria, wakaŋga ari parwendo, wakaȿika kwaari; akati acimuʋona, akamunzwira tsitsi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muSamaria, aiva parwendo, akasvika pakanga pano munhu; uye akati achimuona, akamunzwira tsitsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe muSamaria, akanga ari parwendo, akasvika kwaari; akati achimuona, akamunzwira tsitsi,
Shona 2009?
Zvino mumwe muSamaria, wakanga ari parwendo wakasvika napaaiva, akati achimuvona, akanzwa tsitsi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe muSamaria, akanga ari parwendo, akasvika kwaari; akati achimuona, akamunzwira tsitsi,