Luke 10:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofuŋgei, ndoupiko kunaʋatatu aʋa wakaŋga ari wokwake waiye wakawirwa namakororo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko pavanhu vatatu ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko amakororo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofungei, ndoupiko kuna vatatu ava akanga ari wokwake waiye akawirwa namakororo?”
Shona 2009?
Ndoupiko wavatatu ava waunofunga kuti muvakidzani kuna iye wakawirwa namakororo?
Shona SUB 2002 Bible
“Unofungei, ndoupiko kuna vatatu ava akanga ari wokwake waiye akawirwa namakororo?”