Luke 10:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacifamba, akapinda munomumŋe musha; mumŋe mukadzi wainzi Marta, akamugamucira mumba make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu navadzidzi vake pavakanga vachifamba, vakasvika pano mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vachifamba rwendo rwavo, vakapinda mune mumwe musha. Mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachifamba, akapinda muno mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita, akamugamuchira mumba make.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika pavaifamba, kuti wakapinda munoumwe musha; mumwe mukadzi wainzi Marita akamugamuchira mumba make.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachifamba, akapinda muno mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita, akamugamuchira mumba make.