Luke 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musatora cikwama, kana homboɗo, kana shaŋgu; musakwazisa munhu panzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; uye musakwazisa munhu panzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira.
Shona 2009?
Musatakura chikwama, kana hombodo, kana manyatera; uye musakwazisa munhu panzira.
Shona SUB 2002 Bible
Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira.