Luke 10:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe akapindura, akati kwaari: Marta! Marta! unofuŋganya, nokuɀitambudza neɀinhu ɀizhinji,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akapindura akati, “Marita, Marita, uri kufunganya nokugumburwa pamusoro pezvinhu zvizhinji,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akamupindura achiti, “Marita, Marita iwe, unozvidya mwoyo nokuzvinetsa nezvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akapindura, akati kwaari, “Marita! Marita! Unofunganya, nokuzvitambudza nezvinhu zvizhinji,
Shona 2009?
Jesu akapindura akati kwaari: Marita; Marita; Unochenjerera nokutambudzika nezvinhu zvizhinji,
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akapindura, akati kwaari, “Marita! Marita! Unofunganya, nokuzvitambudza nezvinhu zvizhinji,