Luke 10:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi cinhu cimŋe cinoɗikanwa; nokuti Maria wakasanaŋgura mugoʋe wakanaka, waasiŋgazotorerwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi pane chinhu chimwe chete chinodikanwa. Maria asarudza chinhu chiri nani, uye haazochitorerwi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.”
Shona 2009?
asi chinhu chimwe chinodikamwa; zvino Maria wakasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.
Shona SUB 2002 Bible
asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.”