Luke 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana ʋakakugamucirai, idyai ɀamunopakurirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pamunopinda muguta uye vakakugamuchirai, mudye zvose zvinoiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa.
Shona 2009?
Muguta ripi neripi mamunopinda, vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa,
Shona SUB 2002 Bible
“Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa.