Luke 11:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye wakati aciziʋa kufuŋga kwaʋo, akati kwaʋari: Ʋushe bgumŋe nobgumŋe bgunoɀipesanisa, bgunoparadzwa; neimba inopesana neimba, inowa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akaziva ndangariro dzavo uye akati kwavari, “Umambo hupi zvahwo hunozvipesanisa huchaparadzwa, uye imba inozvipesanisa ichawa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye pamusana pokuziva zvaiva mupfungwa dzavo akati kwavari, “Umambo hupi nohupi hunenge huchizvirwisa hunoparara. Imba inenge ichizvirwisa inoputsika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye akati achiziva kufunga kwavo, akati kwavari, “Ushe humwe nohumwe hunozvipesanisa, hunoparadzwa; neimba inopesana neimba, inowa.
Shona 2009?
Asi iye achiziva kufunga kwavo wakati kwavari: Ushe bwumwe nobwumwe bwunozvipesanisa bwunoparadzwa; neimba inozvipesanisa inowa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye akati achiziva kufunga kwavo, akati kwavari, “Ushe humwe nohumwe hunozvipesanisa, hunoparadzwa; neimba inopesana neimba, inowa.