Luke 11:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jona seɀaakaŋga ari ciratidzo kunaʋaNinivi, ndiɀo ɀicaita ʋo Mŋanakomana womunhu kurudzi urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti sezvo Jona akanga ari chiratidzo kuvaNinevhe, saizvowo ndizvo zvichaita Mwanakomana woMunhu kurudzi urwu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti sezvakaita Jona kuva chiratidzo kuvanhu veNinivhe, ndizvozvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuchizvarwa ichi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jona sezvaakanga ari chiratidzo kuna vaNinivhe, ndizvo zvichaitawo Mwanakomana womunhu kurudzi urwu.
Shona 2009?
Nokuti Jona sezvaakanga ari chiratidzo kuvaNinivhi, saizvozvo ndizvo zvichaita Mwanakomana womunhu kuzera iri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jona sezvaakanga ari chiratidzo kuna vaNinivha, ndizvo zvichaitawo Mwanakomana womunhu kurudzi urwu.