Luke 11:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambokadzi weZasi ucasimuka pakutoŋgwa naʋarume ʋorudzi urwu, akaʋapa mhoȿa, nokuti wakabva pamigumo yenyika, kuzonzwa kucenjera kwaSoromoni; tarirai, mukuru kunaSoromoni uri pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambokadzi wezasi achasimuka pakutongwa navarume vorudzi urwu agovapa mhosva; nokuti akabva kumagumo enyika kuzonzwa huchenjeri hwaSoromoni, zvino mukuru kuna Soromoni ari pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambokadzi wokuMaodzanyemba achasimuka achipa mhosva varume vechizvarwa ichi nokuti akabva kwakaperera nyika kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni asi pano pane mukuru kupinda Soromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa navarume vorudzi urwu, akavapa mhosva, nokuti akabva pamigumo yenyika, kuzonzwa kuchenjera kwaSoromoni; tarirai, mukuru kuna Soromoni ari pano.
Shona 2009?
Mambokadzi wekuchamhembe uchasimuka pakutongwa navarume vezera iri akaripa mhosva, nokuti wakabva pamigumo yenyika kuzonzwa vuchenjeri bwaSoromoni, zvino tarirai, mukuru kunaSoromoni pano.
Shona SUB 2002 Bible
Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa navarume vorudzi urwu, akavapa mhosva, nokuti akabva pamigumo yenyika, kuzonzwa kuchenjera kwaSoromoni; tarirai, mukuru kuna Soromoni ari pano.