Luke 11:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munenhamo, imi ʋaFarise, nokuti munoɗa ɀigaro ɀapamberi mumasinagoge, nokukwaziswa paɗare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mune nhamo imi vaFarisi, nokuti munoda zvigaro zvapamusoro mumasinagoge nokukwaziswa pamisika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichakuwanai zvenyu imi vaFarisei nokuti munoda chigaro chapamusoro mumasinagogu uye kukwaziswa pamisika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mune nhamo, imi vaFarisi, nokuti munoda zvigaro zvapamberi mumasinagoge, nokukwaziswa padare.
Shona 2009?
Vurombo kwamuri vaFaraise! Nokuti munoda zvigaro zvapamusoro mumasinagoge, nokukwaziswa pamisika.
Shona SUB 2002 Bible
“Mune nhamo, imi VaFarisi, nokuti munoda zvigaro zvapamberi mumasinagoge, nokukwaziswa padare.