Luke 11:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo muri ɀapupu, mucitenderana ʋo namaɓasa amadziɓaɓa enyu; nokuti iʋo ʋakaʋaʋuraya, nemi munoʋaka marinda aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka muri kupupura kuti munotenderana nezvakaitwa namadzitateguru enyu; vakauraya vaprofita uye imi mukavaka marinda avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo muri zvapupu uye munobvumirana nezvakaitwa namadzibaba enyu nokuti ivo vakavauraya; imi munovaka makuva avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo muri zvapupu, muchitenderanawo namabasa amadzibaba enyu; nokuti ivo vakavauraya, nemi munovaka marinda avo.
Shona 2009?
Naizvozvo munopupura kuti munotenderana namabasa amadzibaba enyu; nokuti ivo vakavavuraya zvirokwazvo, imwivo munovaka marinda avo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo muri zvapupu, muchitenderanawo namabasa amadzibaba enyu; nokuti ivo vakavauraya, nemi munovaka marinda avo.