Luke 11:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munenhamo, imi ʋadudziri ʋomurairo; nokuti makabvisa kiyi yokuziʋa; hamuna‐kupinda mumene, ʋuye makadziʋisa aʋo ʋakaŋga ʋacipinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mune nhamo imi, vadudziri vomurayiro, nokuti makabvisa kiyi yokuziva. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vakanga vachipinda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichakuwanai imi magweta nokuti makabvisa kii yoruzivo. Imi hamuna kupinda uye makadziviridza vaida kupinda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mune nhamo, imi vadudziri vomurayiro; nokuti makabvisa kiyi yokuziva; hamuna kupinda pachenyu, uye makadzivisa avo vakanga vachipinda.”
Shona 2009?
Vurombo kwamuri nyanzvi dzomutemo! Nokuti makabvisa kiyi yoruzivo; hamuna kupinda mumene, uye makadzivisa avo vakanga vachipinda.
Shona SUB 2002 Bible
“Mune nhamo, imi vadudziri vomurairo; nokuti makabvisa kiyi yokuziva; hamuna kupinda pachenyu, uye makadzivisa avo vakanga vachipinda.”