Luke 11:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoti kwamuri: Kumbirai, mucapiwa; tȿakai, mucawana; gogodzai, mucazarurirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka ndinoti kwamuri: Kumbirai uye muchapiwa, tsvakai uye muchawana; gogodzai uye muchazarurirwa mukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokutaurirai kuti, “ ‘Kumbirai muchapiwa Tsvakai muchawana Gogodzai muchazarurirwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoti kwamuri, kumbirai, muchapiwa; tsvakai, muchawana; gogodzai, muchazarurirwa.
Shona 2009?
Zvino ndinoti kwamuri: Kumbirai, muchazvipiwa; tsvakai, muchawana; gogodzai, muchazarurirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoti kwamuri, kumbirai, muchapiwa; tsvakai, muchawana; gogodzai, muchazarurirwa.