Luke 12:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋacikuisai pamberi pamasinagoge naʋatoŋgi naʋakuru, musafuŋganya kuti mucapindura sei, kana inyiko, kana mucataurei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mukange mamiswa pamberi pesinagoge, vatongi navane simba, musafunganya pamusoro pokuti muchapindura sei kana kuti muchazvidzivirira sei,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vakakukwidzai matare omumasinagogu kana kumatare enyika kana kuvakuru vakuru venyika, musazvitambudze kuti muchapindura sei kana kuti muchapindurei kana kuti muchataurei;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vachikuisai pamberi pamasinagoge navatongi navakuru vakuru, musafunganya kuti tichapindura sei, kana tichapindurei, kana tichataurei.
Shona 2009?
Kana vachikuisai ku\add matare\add* \add e\add*masinagoge navatongi navanesimba, musafunganya kuti muchapindurei kana sei, kana muchataurei.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vachikuisai pamberi pamasinagoge navatongi navakuru vakuru, musafunganya kuti tichapindura sei, kana tichapindurei, kana tichataurei.