Luke 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe pakati paʋazhinji wakati kwaari: Mudzidzisi, ʋudzai munuŋuna waŋgu kuti agoʋane nhaka neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe pakati pavazhinji akati kwaari, “Mudzidzisi, udzai mukoma wangu kuti agovane nhaka neni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wegungano riya ravanhu akati kwaari, “Mudzidzisi taurirai mukoma wangu kuti agovane nhaka neni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe pakati pavazhinji akati kwaari, “Mudzidzisi, udzai munun'una wangu kuti agovane nhaka neni.”
Shona 2009?
Zvino mumwe wechaunga wakati kwaari: Mudzidzisi, vudzai munin'ina wangu kuti agovane nhaka neni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe pakati pavazhinji akati kwaari, “Mudzidzisi, udzai munun'una wangu kuti agovane nhaka neni.”