Luke 12:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Iwe munhu, ndianiko wakandiita mutoŋgi kana mugoʋeri pakati penyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Iwe murume, ndianiko akandigadza kuti ndive mutongi kana mugoveri pakati penyu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akati kwaari, “Nhaiwe, ndiani akandiita mutongi kana mugovanisi wenyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Iwe munhu, ndianiko akandiita mutongi kana mugoveri pakati penyu?”
Shona 2009?
Asi wakati kwaari: Murume, ndianiko wakandigadza kuti ndive mutongi kana mugoveri pamusoro penyu?
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Iwe munhu, ndianiko akandiita mutongi kana mugoveri pakati penyu?”