Luke 12:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋataurira mufananidzo, akati: Nyika yomumŋe mufumi yakaŋga yaɓereka kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akavaudza mufananidzo uyu akati, “Ivhu romumwe mupfumi rakabereka zvibereko zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazobva ovataurira mumwe muenzaniso achiti, “Munda womumwe mupfumi wakapa zvakawanda kwazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavataurira mufananidzo, akati, “Munda womumwe mupfumi wakanga wabereka kwazvo;
Shona 2009?
Akataura mufananidzo kwavari, achiti: Munda womumwe mufumi wakabereka zvizhinji kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Akavataurira mufananidzo, akati, “Munda womumwe mupfumi wakanga wabereka kwazvo;