Luke 12:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akafuŋga mumŋoyo make, akati: Ndicaita seiko? Nokuti handina‐pandiŋgaʋuŋganidzira ɀiɓereko ɀaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafunga mumwoyo make akati, ‘Ndichaita seiko? Handina nzvimbo yokuchengetera zviyo zvangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafunga nechomumwoyo make achiti, “Ndichaita sei nokuti handina mokuchengetera mbesa dzangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akafunga mumwoyo make, akati, ‘Ndichaita seiko? Nokuti handina pandingaunganidzira mbesanwa dzangu.’
Shona 2009?
akafunga mukati make, achiti: Ndichaiteiko? Nokuti handina nzvimbo pandingavunganidzira zvibereko zvangu.
Shona SUB 2002 Bible
akafunga mumwoyo make, akati, ‘Ndichaita seiko? Nokuti handina pandingaunganidzira mbesanwa dzangu.’