Luke 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena, kana chakavigwa chisingazozivikanwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswi pachena kana chakavanzika chisingazozivikanwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi.
Shona 2009?
Hakunechinhu chakafukidzwa, chisingazopenengurwi; kana chakavigwa, chisingazozikamwi.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozarurwi; kana chakavanzika, chisingazozikanwi.