Luke 12:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko kwamuri uŋgawedzera kubiti rimŋe paʋurefu bgake nokufuŋganya?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko kwamuri angawedzera awa imwe chete kuupenyu hwake nokufunganya?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndiani wenyu angarebese upenyu hwake nechidimbu pamusana pokuzvidya mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko kwamuri angawedzera kubhiti rimwe pahurefu hwake nokufunganya?
Shona 2009?
Ndianiko kwamuri nokufunganya ungagona kuwedzera kubhiti* rimwe pavurefu bwake?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko kwamuri angawedzera kubhiti rimwe paurefu hwake nokufunganya?