Luke 12:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi musatȿaka ɀamucadya, neɀamucanwa; musaɀidya mŋoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musaisa mwoyo yenyu pane zvamuchadya kana kunwa; musafunganya pamusoro pazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imi musatsvaka zvamuchadya, nezvamuchanwa; musazvidya mwoyo.
Shona 2009?
Imwi musatsvaka zvamuchadya kana zvamuchamwa; uye musazvidya moyo.
Shona SUB 2002 Bible
“Imi musatsvaka zvamuchadya, nezvamuchanwa; musazvidya mwoyo.