Luke 12:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀinhu iɀoɀi ɀose ɀinotȿakwa naʋahedeni; asi Ƃaɓa ʋenyu ʋanoziʋa kuti munoshaiwa iɀoɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vahedheni vanomhanyira zvinhu zvose zvakadaro, uye Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marudzi ose apasi pano ndizvo zvavanotsvaka izvozvo. Baba venyu vanozviziva kuti munozvida.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvinhu izvozvi zvose zvinotsvakwa navahedheni; asi Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvi.
Shona 2009?
Nokuti zvinhu izvi zvose zvinotsvakwa namarudzi enyika; asi Baba venyu vanoziva kuti munoshaiwa izvozvi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvinhu izvozvi zvose zvinotsvakwa navahedheni; asi Baba venyu vanoziva kuti munoshayiwa izvozvi.