Luke 12:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi tȿakai ʋushe bgaʋo, naiɀoɀo ɀose mucaɀiwedzerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi tsvakai umambo hwavo, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwa kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi tsvakai umambo hwake zvinhu izvozvi zvichavawo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tsvakai ushe hwavo, naizvozvo zvose muchazviwedzerwa.
Shona 2009?
Asi imwi tsvakai ushe bwaMwari, naizvozvi zvose zvichawedzerwa kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi tsvakai ushe hwavo, naizvozvo zvose muchazviwedzerwa.