Luke 12:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akaȿika neŋguʋa yokurindira yecipiri, kana yecitatu yoʋusiku, akaʋawana ʋakaɗaro, ʋakaropafadzwa ʋaranda iʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichava zvakanaka kuvaranda avo vachawanikwa natenzi wavo vakagadzirira, kunyange dai akauya nenguva yokurindira yechipiri kana yechitatu yousiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pangave pakati pousiku paanouya kana kuti nenguva yomurirakamwe chero achingovawana vakadaro vakakomborerwa zvavo varanda ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana akasvika nenguva yokurindira yechipiri, kana yechitatu yousiku, akavawana vakadaro, vakaropafadzwa varanda ivavo.
Shona 2009?
Kana akasvika nenguva yokurindira yechipiri, kana kusvika nenguva yokurindira yechitatu, akawana \add va\add*kadaro, vakaropafadzwa varanda ivavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana akasvika nenguva yokurindira yechipiri, kana yechitatu yousiku, akavawana vakadaro, vakaropafadzwa varanda ivavo.