Luke 12:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemi ʋo mugare makaɀigadzira, nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yamusiŋgafuŋgi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nemiwo munofanira kugara makazvigadzirira, nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nemiwo munofanira kugara makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingatarisiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemiwo mugare makazvigadzira, nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yamusingafungi.”
Shona 2009?
Naizvozvo nemwivo mugare mazvigadzirira; nokuti nenguva yamusingafungiri Mwanakomana womunhu unovuya.
Shona SUB 2002 Bible
Nemiwo mugare makazvigadzira, nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yamusingafungi.”