Luke 12:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe akati: Ndianiko mutariri wakatendeka, wakacenjera, ucaiswa nashe wake pamsoro paʋaranda ʋake, kuti aʋape mugoʋe weɀokudya ɀaʋo neŋguʋa yakafanira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akapindura akati, “Ndoupiko mutariri akachenjera, uye akatendeka, anoiswa natenzi wake kuti avape mugove wezvokudya zvavo nenguva yakafanira?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Ndoupi, zvino, mutariri akatendeka uye akangwara anoiswa natenzi pabasa rokutarira vomumusha make kuti avape mugove wavo wechokudya nenguva kwayo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akati, “Ndianiko mutariri akatendeka, akachenjera, achaiswa nashe wake pamusoro pavaranda vake, kuti avape mugove wezvokudya zvavo nenguva yakafanira?
Shona 2009?
Ishe akati: Ndianiko zvino mutariri uyu wakatendeka, wakachenjera, uchaitwa mutongi nashe pamusoro peimba yake, kuti ape mugove wezvokudya nenguva yakafanira?
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akati, “Ndianiko mutariri akatendeka, akachenjera, achaiswa nashe wake pamusoro pavaranda vake, kuti avape mugove wezvokudya zvavo nenguva yakafanira?